{"id":1746,"date":"2018-04-03T07:40:54","date_gmt":"2018-04-03T07:40:54","guid":{"rendered":"http:\/\/wozazim.org\/?p=1746"},"modified":"2018-04-03T07:51:08","modified_gmt":"2018-04-03T07:51:08","slug":"woza-moya-shona-april-2008","status":"publish","type":"post","link":"https:\/\/wozazim.org\/?p=1746","title":{"rendered":"Woza Moya \u2013 Shona \u2013 April 2008"},"content":{"rendered":"<div class=\"content\">&#13;<\/p>\n<p align=\"center\"><strong>MIRIRA MWANA WAKO<\/strong><\/p>\n<p>Zvesarudzo zvakauya zvikapera saka veWOZA varikuda kuongorora avo vemuno muZimbabwe nedzira yavakanovota nemoyo murefu kwavaka zvipamidza vakamirira vekuZEC kuthi vaite zvinuzvavo zvakanaka. Viki rapera kusisina zwakapuda musarudzo, vekuZEC varikuderera moyo yedu mirefu. Vamwe vedu takano vota tichiziva kuti zvichapuda musarudzo yedu zvichabiwa. Ma poritidzhieni varikungotukana Zimbabwe ichitsva. Kana uchiverenga izvi, funga mwana wako nezvawaimudira kuti aveneupenyu wakanaka. Funga kuti vana vako varikuyiteyi. Varikudzidza zvakanaka here kuchikoro kana varikurara ne maka yokuti hakuna vadzidzisi? Vaka rainira mvura kana varikutema huni? Kana varikure kunedzimwenyika? Ndiyo mangwana\u00c2\u00a0 wayinge uchivarotera here? Kana zvakabuda musarudzo zvakangobatirirwa, kuchagara kusina vatongi vatsva negutsaruzhinji ratinoda. Kuswikira rini takangomirira zvapuda musarudzo isu takotoona kwatakavhotera kuti takavhotera mutsauko. Viki rakapera, vanu vakanovota kuti vataure asi matauriro edu hasi kundzvika. Nasi izuva reku mira nerunyararo tichi cheukidza veku ZEC nemaporitizhieni kuti ISU, vavoti, ndisu varidzi vevhoti atimbo vumi kuti vangonyarara vasingatinzvi. Ngavanyare zvatakasarudza tichiyisa <strong>X<\/strong>.<\/p>\n<p align=\"center\"><strong><em>Mwana asinga chemi anofira mumbereko.<\/em><\/strong><\/p>\n<p align=\"center\"><strong><br \/>\nMWANA WAKO AKATARISIRA IWEWE KUTI UMIRE NEKUNYARARA KUTI UDZIVIRIRE SARUDZO YAKO NEKU SUNUNGURA KUBUDA KWESARUDZO YAKO.<\/strong><\/p>\n<p align=\"center\"><strong><br \/><em>Nasi izuva rekuti tirambe takamira nekuda kutongwa kwevanhu kwakanaka.<\/em><br \/><\/strong><br \/>\nSarudzo yedu muviki rakapera yange irimwe ndzira yekuyeuchidza vatongi vedu kuti tirikuda gutsaruzhinji, inovumira kuti vanhu vose vawane ,mikana yakayenzana pakunzvanana kwevanhu, paupfumi wenyika, remekedzo rwedzimwe ndudzi, zvitendero, pasina basa kuti varungu, vatema, vanababa kana vanamai, vakapfuma, vasina, kana panezvose zvekubatirira vanhu.<\/p>\n<p>Izvi ndizvo zvange tichifungidzira patakano sarudza vatongi vedu.\u00c2\u00a0 Tirikuda vatongi vacha kuridzira izvi:<\/p>\n<p>\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kugutsikana nemakodzero mutsika, nemagariro, zvematongerwo enyika, zvehupfumi<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Mikana yakayenzana munzvimbo dzatinogara nemikana yakayenzana muvanhurume nevanhukadzi kuyenzana kwemarudzi akasiyana<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kuremekedza kodzero dzevanhu zvikuru kodzero dzevanhukadzi nevana<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Rusununguko mukutaura zwaunoda, kusangana nekuwirirana newawunoda<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Remekedzo rwedzimwe ndudzi nezvitendero zvevanhu<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kubuda pachena pane zvese zvavarikuita nekukwanisa kupindura mivunzo zvinogutsa.<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Mikana yakayenzana munezvematongerwo enyika nezvehupfumi<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Wese aparamhosva anofanirwa kutongwa pangasingatariswe kuti ndiani \u2013 uye mikana mukutongwa kunoenzana nekunzwisisa mutemo<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Gachiriro yezviyitiko zvakayitika kare zvashunguradza vanhu zvakayita seGukurahundi neMurambatsvina<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Gutsaruzhinji<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kuve nemukana wekuwana dzidzo<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kuve nemukana wekuwana kudya kwakakwana<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kuve nemukana wekuwana dzimba, magetsi, chimbudzi nemvura yakachena<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kunge tichirapwawo muzvipatara nemari dziripasi uyezve kuwana mishonga nemaARV\u2019s<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Mikana yakayenzana mukugoviwa kwevhu nezvokurimisa<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Mikana yakayenzana munezvemabasa zvekuzvibatsira nehupfumi nekodzero yako yekunge uchiwana mari inokuraramisa<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kuva ne zvivakwa nezvifambiso zvisingadhure<br \/>\n\u00c2\u00b7\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0\u00c2\u00a0 Kushandiswa kwezviwanikwa zvedu ngakuite kuti zviwanikwa zvedu zvekurarama nekusingaperi<\/p>\n<p>Sevana vemuZimbabwe tinofanirwa kuwana kutongwa kwakanaka kwevanhu kwatinogara tichizvitaura, asi tichazviwana kana takazvigadzirira kuramba takamira tichivaudza vatongi vedu zvatinoda isusu. Ngatitangei nasi.<\/p>\n<p align=\"center\"><strong>Iyi ndiyo nguva yokusimba wakamirira mangwana yemwana wako<\/strong><\/p>\n<p>\t\t&#13;\n\t<\/p><\/div>\n","protected":false},"excerpt":{"rendered":"<p>&#13; MIRIRA MWANA WAKO Zvesarudzo zvakauya zvikapera saka veWOZA varikuda kuongorora avo vemuno muZimbabwe nedzira yavakanovota nemoyo murefu kwavaka zvipamidza vakamirira vekuZEC kuthi vaite zvinuzvavo zvakanaka. Viki rapera kusisina zwakapuda musarudzo, vekuZEC varikuderera moyo yedu mirefu. Vamwe vedu takano vota tichiziva kuti zvichapuda musarudzo yedu zvichabiwa. Ma poritidzhieni varikungotukana Zimbabwe ichitsva. Kana uchiverenga izvi, funga &hellip; <a href=\"https:\/\/wozazim.org\/?p=1746\" class=\"more-link\">Continue reading <span class=\"screen-reader-text\">Woza Moya \u2013 Shona \u2013 April 2008<\/span> <span class=\"meta-nav\">&rarr;<\/span><\/a><\/p>\n","protected":false},"author":1,"featured_media":0,"comment_status":"open","ping_status":"open","sticky":false,"template":"","format":"standard","meta":{"footnotes":""},"categories":[1],"tags":[],"class_list":["post-1746","post","type-post","status-publish","format-standard","hentry","category-uncategorized"],"_links":{"self":[{"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=\/wp\/v2\/posts\/1746","targetHints":{"allow":["GET"]}}],"collection":[{"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=\/wp\/v2\/posts"}],"about":[{"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=\/wp\/v2\/types\/post"}],"author":[{"embeddable":true,"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=\/wp\/v2\/users\/1"}],"replies":[{"embeddable":true,"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=%2Fwp%2Fv2%2Fcomments&post=1746"}],"version-history":[{"count":1,"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=\/wp\/v2\/posts\/1746\/revisions"}],"predecessor-version":[{"id":1817,"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=\/wp\/v2\/posts\/1746\/revisions\/1817"}],"wp:attachment":[{"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=%2Fwp%2Fv2%2Fmedia&parent=1746"}],"wp:term":[{"taxonomy":"category","embeddable":true,"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=%2Fwp%2Fv2%2Fcategories&post=1746"},{"taxonomy":"post_tag","embeddable":true,"href":"https:\/\/wozazim.org\/index.php?rest_route=%2Fwp%2Fv2%2Ftags&post=1746"}],"curies":[{"name":"wp","href":"https:\/\/api.w.org\/{rel}","templated":true}]}}